Nziyo Yerudo Ft. Yemi Alade Lyrics

Album: 
Kutonga Kwaro
Song Year: 
2017
Genre: 
Gospel

-

.

Ndakuvaka musha
Asi hana inorova mama
Hatichada kusasana
Inga inguva yatofamba mama
Ndanyora nziyo
Nziyo Yerudo
Nziyo Yerudo
Nziyo Yerudo
Izere mibvunzo mama
Nziyo Yerudo

Mibvunzo yacho
Inoda mhinduro
Mhinduro dzacho mama
Unogona kudzidzisa vana vangu
Hurimi hwamai
Hauzombo venga mai kana hama dzangu
Unogona kudzidzisa vana vangu
Hurimi hwamai

Hauzombo venga mai kana hama dzangu
Anonzi Yemi Aledi
Ndaingo munzwira paRadio
Ndiyeka wandanyorera nziyo
Anonzi Yemi Aledi
Ndaingo munzwira paRadio
Ndiyeka wandanyorera nziyo

-