Hakuna Zvinorema Lyrics

Album: 
Joyous 19: Back to the Cross
Song Year: 
2015
Genre: 
Gospel

-

.

Hakuna zvinorema
(KunaBaba hakuna), Hakuna zvinorema
kunaMwari hakuna, Hakuna zvinorema
kunaDaddy hakuna, Hakuna zvinorema
KunaMdhara hakuna, Hakuna zvinorema
kunaDaddy hakuna, Hakuna zvinorema
(kunaBaba hakuna), Hakuna zvinorema
(Nyengetera wo), Hakuna zvinorema (x4)
(Vanomirima Jehovah vachapihwa samba tsva) (x2)
(Vanomirira) repeat Vanomirira
(Oh vachamhanya), Vachamhanyamhanya vasinganeti vachaphihwa samba tva (x2)
(Vanomirira), Vanomirira Jehovah vachapihwa samba tsva) (x2)

Ndouya ikoko ikoko baba
(Ndouya-ikoko) Ikoko (x3)
Ikoko baba
Kwamuri baba ikoko baba
(Ndouya-ikoko) Ikoko (x3)
Ikoko baba

(Simudzira maoko kunaJesu), eh eh eh eh (x4)
(Uchidai so), eh eh eh eh (x4)
(Simidzira maoko kunaJesu), eh eh eh eh (x2)
(Uchidai so), eh eh eh eh (x2)

(Hosanna hosanna), Tichanoimba hosanna (x2)
(Hallelujah mambo), Tichitenderera pachigaro chamambo
Tichanoimba hosanna
(Sohlabelel’uhosanna), Sohlabele’uhosanna (x2)
(Sijekeleze), sizungeze isihlalo sobukhosi
Sohlabelel’uhosanna

More songs